Hakuna Zvinorema
English

Hakuna Zvinorema লিরিক্স

ধরনGospel / Religious
মূল ভাষাEnglish
ভিউ2.8K
Aaপাঠ সেটিং
টেক্সট সাইজ 18

মূল লিরিক্স

EN
Translation not available yet. Showing the original lyrics.
Hakuna zvinorema Hakuna zvinorema Kunyengetera hoo Hakuna zvinorema Vanomirira Jehovah Vachapihwa simba idzva Vachamhanyamhanya Vachapihwa simba idzva Vasinganeti Vachapihwa simba idzva Ndouya ikoko, ikoko Baba Ndouya ikoko (ikoko) Ndouya ikoko, ikoko Baba Ndouya ikoko (ikoko) Kwamuri Baba (ikoko) Ndouya ikoko (ikoko) Simudzira maoko kuna Jesu (eeeh-eeehhhh) Simudzira maoko kuna Jesu (eeeh-eeehhhh) Uchidaiso (eeeh-eeehhhh) Uchidaiso (eeeh-eeehhhh) Hossana Hossana Tchanoimba Hossana Tchanoimba Hossana (Halleluya Mambo) Tichitenderera Pachigaro ChaMambo Tchanoimba Hossana Tichitenderera Pachigaro ChaMambo Tchanoimba Hossana

Joyous Celebration এর আরও গান

Joyous Celebration →

সম্পর্কিত লিরিক্স