Mweya Mutsvene
ZU

Mweya Mutsvene के बोल

शैलीGospel / Religious
अवधि5:02
मूल भाषाZU
व्यूज़2.7K
Aaपढ़ने की सेटिंग
टेक्स्ट आकार 18

मूल बोल

ZU
Translation not available yet. Showing the original lyrics.
ndinokudai, ndinokudai, ndinokudai mweya mutsvene oh ndinokudai, ndinokudai, ndinokudai mweya mutsvene mdimi mweya, mweya wamwari mweya azere nesimba rekutibatsira hupenyu hwangu ndinokudai mweya mutsvene ndinokudai, ndinokudai, ndinokudai mweya mutsvene oh ndinokudai, ndinokudai, ndinokudai mweya mutsvene bata ruoko rwangu ndifambe newe vhura meso angu ndiwone zvemweya nzeve dzangu dzigokunzwa undiratidze nzira dzashe ndinokudai, ndinokudai, ndinokudai mweya mutsvene oh ndinokudai, ndinokudai, ndinikudai mweya mutsvene Till end

Minister Michael Mahendere के और गीत

Minister Michael Mahendere →

संबंधित गीत