Tonight
SN

Tonight 歌詞

ジャンルAfrobeats
時間4:17
原文言語SN
閲覧数293
Aa表示設定
文字サイズ 18

原文歌詞

SN
翻訳はまだありません。原文を表示しています。
Variko vanokonzera mvonga mupopoto Hameno vanokonzera pamuromo Anenge abaiwa hameno ikoko Vatsvaga vatadza varonga dondo Tanzvenga majita tapinda mudondo DJ Tamuka, touch it, touch it Anoramba achingokwenya marimba ndiani Tonight, kutamba kwedu junga junga Tonight, we gonna make you dance some more Tonight, kutamba kwedu junga junga Tonight, we gonna make you dance some more Dai ndirini, ndaingotamba dai ndirini (dance) Dai ndirini, sendamedza chipikiri asikana (dance some more) Dai ndirini, ndaingotamba dai ndirini (dance) Dai ndirini, sendamedza chipikiri asikana (dance some more) Moneredza chiuno, shungurudza mikono (hee dance some more) Moneredza chiuno, shungurudza mikono (heee sawa sawa) Moneredza chiuno, shungurudza mikono (hee dance some more) Moneredza chiuno, shungurudza mikono (heee sawa sawa) Sarura chikomana ko inga maruva akasikwa aya Tichangotamba kudzamara, kusvika tabvuma kusakara Sarura chikomana, ko inga maruva akasikwa aya Tichangotamba kudzamara, kusvika tabvuma kusakara Ukabuda pachena, watondingonera Kuti ndini ndichamora, huchi wegonera Ukabuda pachena watondigonera Kuti ndini ndichamora, huchi wegonera Ko ndiani aenda nemari Anoramba achigokwenya marimba ndiani Anoramba achigokwenya marimba ndiani Tanga takadhakiwa mukona (takadhakiwa) Mari yangu yakapera sei (takadhakiwa) Tanga takadhakiwa mudiwa (takadhakiwa) Saka wakanditsotsa sei (takadhakiwa) Ko ndiani aenda nemari Akaramba achigokwenya marimba ndiani Ndiani aenda nemari Aka Ramba achigokwenya marimba ndiani Tonight, kutamba kwedu junga junga Tonight, we gonna make you dance some more Tonight, kutamba kwedu junga junga Tonight, we gonna make you dance some more Dai ndirini, ndaingotamba dai ndirini (dance) Dai ndirini, sendamedza chipikiri asikana (dance some more) Dai ndirini, ndaingotamba dai ndirini (dance) Dai ndirini, sendamedza chipikiri asikana (dance some more) Moneredza chiuno, shungurudza mikono (hee dance some more) Moneredza chiuno, shungurudza mikono (heee sawa sawa) Moneredza chiuno, shungurudza mikono (hee dance some more) Moneredza chiuno, shungurudza mikono (heee sawa sawa)

Jah Prayzah の他の曲

Jah Prayzah →

関連歌詞