Juzi
SN

Juzi 歌詞

時間3:07
原文言語SN
閲覧数1.2K
Aa表示設定
文字サイズ 18

原文歌詞

SN
翻訳はまだありません。原文を表示しています。
Usanetseke I′ll be fine It's just a matter of time Chete chete ko handi ndizvo zvawakada Plus kudzidza hakumbopere Mwari anenge ane chinangwa Chigumbu handina asi ndichiri ndakatsamwa Ungandirova zigumegi, believe Kuita kundi dhomotsa you played, deceive Wakandirakidza zveshuwa kuti uri mwana wa Eva Ndine maghost ari kunditsoma kumba kwedu saka Dzoka utore juzi rako rawakanganwa Ndikaritarira ndoshaya rugare Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu Ndikadzitarira ndoshaya rugare (ndoshaya rugare) Wakati ukuda attention I gave you the shit I′m broke from all the dreams that you were selling me Uri mboko yemunhu I felt I should tell you this But nyangwe zvazvo hatisi ma enemies Zvakare ndezvakare ngatimbozvisiye Zverudo zvacho taimboizviitirei? Ko dai wakandiudza kuti haudi waibvei? Now chandokumbira kuti Utore juzi rako rawakanganwa Ndikaritaria ndoshaya rugare Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe Ndikadzitarira ndoshaya rugare Utore juzi rako rawakanganwa Ndikaritarira ndoshaya rugare Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu Ndikadzitarira (F-futronic) Zvichimboitirwei? Zverudo zvacho Taizviitirei Zvichimboitirwei? Zverudo zvacho taizvi- Dzoka utore juzi rako rawakanganwa Ndikaritaria ndoshaya rugare Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe Ndikadzitarira ndosaya rugare Utore juzi rako rawakanganwa Ndikaritarira ndoshaya rugare Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe Ndikadzitarira ndosaya rugare

関連歌詞