Ivai Navo
SN

Ivai Navo 歌詞

ジャンルPop
時間8:04
原文言語SN
閲覧数296
Aa表示設定
文字サイズ 18

原文歌詞

SN
翻訳はまだありません。原文を表示しています。
Muri ziso pandinofamba Muri ziso pandisiri Chinditarisira pandisiri Pandinofamba ivai navo Tenzi Muri ziso pandinofamba Muri ziso pandisiri Chinditarisira pandisiri Pandinofamba ivai navo Tenzi Kuve musoro wemba kunobva kwavari Simba racho ndiro shoma Moyo wangu uri kwavari Ndiri kure seiko ivai navo Tenzi Kuve musoro wemba kunobva kwavari Simba racho ndiro shoma Moyo wangu uri kwavari Ndiri kure seiko ivai navo Tenzi Midzimu yangu wee ivani navo Tenzi Tariro yangu iri kwamuri Tenzi Mwari wangu wee ivai navo Tenzi Simba racho ndiro shoma Tenzi Midzimu yangu wee ivani navo Tenzi Tariro yangu iri kwamuri Tenzi Mwari wangu wee ivai navo Tenzi Simba racho ndiro shoma Tenzi Midzimu yangu wee ivani navo Tenzi Tariro yangu iri kwamuri Tenzi Mwari wangu wee ivai navo Tenzi Simba racho ndiro shoma Tenzi Midzimu yangu wee ivani navo Tenzi Tariro yangu iri kwamuri Tenzi Mwari wangu wee ivai navo Tenzi Simba racho ndiro shoma Tenzi Mhuri yangu ndiyo chete Choga chinhu chandiinacho Ndisinayo raramo yangu Ingareveiko panyika Tenzi Mhuri yangu ndiyo chete Choga chinhu chandiinacho Ndisinayo raramo yangu Ingareveiko panyika Tenzi Midzimu yangu wee ivani navo Tenzi Tariro yangu iri kwamuri Tenzi Mwari wangu wee ivai navo Tenzi Simba racho ndiro shoma Tenzi Midzimu yangu wee ivani navo Tenzi Tariro yangu iri kwamuri Tenzi Mwari wangu wee ivai navo Tenzi Simba racho ndiro shoma Tenzi Midzimu yangu wee ivani navo Tenzi Tariro yangu iri kwamuri Tenzi Mwari wangu wee ivai navo Tenzi Simba racho ndiro shoma Tenzi Midzimu yangu wee ivani navo Tenzi Tariro yangu iri kwamuri Tenzi Mwari wangu wee ivai navo Tenzi Simba racho ndiro shoma Tenzi Midzimu yangu wee ivani navo Tenzi Tariro yangu iri kwamuri Tenzi Mwari wangu wee ivai navo Tenzi Simba racho ndiro shoma Tenzi Midzimu yangu wee ivani navo Tenzi Tariro yangu iri kwamuri Tenzi Mwari wangu wee ivai navo Tenzi Simba racho ndiro shoma Tenzi Midzimu yangu wee ivani navo Tenzi Tariro yangu iri kwamuri Tenzi Mwari wangu wee ivai navo Tenzi Simba racho ndiro shoma Muri ziso pandinofamba Muri ziso pandisiri Chinditarisira pandisiri Pandinofamba ivai navo Tenzi

Oliver Mtukudzi の他の曲

Oliver Mtukudzi →

関連歌詞