ndokuda
ポルトガル語

ndokuda 歌詞

時間4:13
原文言語ポルトガル語
閲覧数115
Aa表示設定
文字サイズ 18

原文歌詞

PT
翻訳はまだありません。原文を表示しています。
Unoda kuti ndiite sei, ndikuratidze, kuti ndokuda? Ohh, ohh, oh baby, ohh (Eternity) Vavariro yangu ini, kuti undinzwisisewo iwewe Kanyaya kangu kadiki, kane chekuita nemoyo yedu Handikutambisire nguva, chimbouya unodzokera zvako Iwewe, aah, hmm Kupesana kwacho kwanyanya, ndichingoverengera nguva Ndati ndibvunze Kuti, unoda ini ndiite sei, ndikuratidze kuti ndokuda? Ndayedza zvandokwanisa, ndikuratidze, kuti ndokuda Na-na-na-na ooo, ooo ndokuda, ndokuda Na-na-na-na ooo, ooo, ndokuda, ndokuda Pfungwa dzangu nedzako, dzinoenderana wani (We got a lot in common) Baby can't you see, enough is enough ndaneta ini Kusvika rinhi, ndapedza izwi kuswerowawata zvisingareve chinhu? Kana riri bvudzi ndichagera, kugeza aiwa ndinozama wani You better make me understand oh baby Unoda kuti ndiite seiko, ndikuratidze kuti ndokuda? (I love you, I love you, I love you) Ndayedza zvandokwanisa (ini ndayedza ini) Ndikuratidze (ini ndayedza ini) kuti ndokuda Na-na-na-na ohh (I'll do anything to show you) Ohh (I'll do anything to show you) Ndokuda (I'll do anything to show you) Ndokuda (na-na-na-na) na-na-na-na Ohh (I'll do anything to show you) Ohh (I'll do anything to show you) Ndokuda (I'll do anything to show you) Ndokuda Ndagara ndaudza vekwangu kuti ndawana wekuroora Chenesa chivanze, mumoni wepoto Handidi kufa neyadzi Saka tambira shoko umbonofunga nezvazvo ooh Unoda kuti ndiite sei ndikuratidze? Ndayedza zvandokwanisa Kuti ndokuda I'll do anything to show you I'll do anything to show you I'll do anything to show you Na-na-na-na-na I'll do anything to show you I'll do anything to show you I'll do anything to show you (Eternity)

関連歌詞