Nherera
Portuguese

Nherera lyrics

GenreAfrobeats
Original languagePortuguese
Views200
AaReading settings
Text size 18

Original lyrics

PT
Translation not available yet. Showing the original lyrics.
Yochemera mukati nherera Chabaya moyo chagudukira Murwendo rwayo ine nhoroondo Zvakawanda yakaviga mudundundu Yozvibonderesa pasi nherera Chabaya moyo chagudukira Murwendo rwayo ine nhoroondo Zvakawanda yakaviga mudundundu Vanga vongoita madiro Pfuma yenhaka vakagoverana Ndiko kwakava kurova kwehama Hakuna akazoti kwazivai Munotamba here makadii Babamunini nyakusara pavana Taiti vachazotinyaradza Hakuna akazoti kwazivai Munotamba here makadii Pfuma yenhaka Vakagovana madiro Pfuma yababa Vanga vongoita madiro Pfuma yenhaka Vakagovana madiro Pfuma yababa Vanga vongoita madiro Misodzi yangu haichina chirevo Ndiro tsime rekufara kwavo Mhere yangu haichina anonzwa Vanongoti ndoyema Misodzi yangu haichina chirevo Ndiro tsime rekufara kwavo Mhere yangu haichina anonzwa Vanongoti ndoyema Ndogogodza vozarura vopopota Ndokumbira pashoma po vokwindimara Voguta zvasara vorasa nemarara Ndonhongerera Ndonhonga Babamunini nyakusara pavana Taiti vachazotinyaradza Hakuna akazoti kwazivai Munotamba here makadii Pfuma yenhaka Vakagovana madiro Pfuma yababa Vanga vongoita madiro Pfuma yenhaka Vakagovana madiro Pfuma yababa Vanga vongoita madiro Babamunini inga mandigumbura Inga mandigona Vakagovana madiro Madiro madiro madiro Vanga vongoita madiro Babamunini inga mandigumbura Inga mandigona Vakagovana madiro Madiro madiro madiro Vanga vongoita madiro

More from Jah Prayzah

Jah Prayzah →

Related lyrics