원문 가사
GL번역이 아직 없습니다. 원문 가사를 표시합니다.
Ndinoda kukupa zvese
Kwese kwandoenda
Ndipei kutenda mwari
Ndinoda kukuteverai
Kwese kwandoenda
Ndipei kutenda mwari
Hupenyu hwedu hwuri mumaoko enyu
Hamushanduke
Zuro nanhasi
Mwari makafanana
Nemuhumbi wehari
Kuiumba kana kuiputsa