Chengetedza
—

Chengetedza 가사

장르Afrobeats
원문 언어—
조회수480
Aa읽기 설정
글자 크기 18

원문 가사

번역이 아직 없습니다. 원문 가사를 표시합니다.
Kumberi Kumberi Muchandiona Muchandiona Hmm muchandiona (Millitary Touch) Chengetedza rudo rwemoyo wangu Nyararidza kuchema kwehana yangu Umire-mire ndirwire hondo dzangu Ndokuti ndizive kuti ndiwe Darlie wangu Chengetedza huchi hwandinomora Ndiraramise nesadza raunomona Kumarehwa-rehwa haiwa usandishora Ndokuti ndizive kuti ndiwe Darlie wangu Haiwa sango ndofura sora Mwedzi ndoturunura Gomo ndokoromora (chimhandara) Kuti uzive kuti ndiwe darlie wangu Kana sango ndofura sora Mwedzi ndoturunura Gomo ndokoromora (chimhandara) Kuti uzive kuti ndiwe darlie wangu Mbiri yekundari (nhamo) Fume ndine mabori (dhiya) Haungandishori (nhamo) Rudo kumberi (dhiya) Usandidire mari (ayee ayee yee) Ndozvinoita ndizive kuti ndiwe darlie wangu Mbiri yekundari (nhamo) Fume ndine mabori (dhiya) Haungandishori (nhamo) Rudo kumberi (dhiya) Usandidire mari (ayee ayee yee) Ndozvinoita ndizive kuti ndiwe darlie wangu Chii chakutambudza? Pfumo rangu ndosimudza Pasina anotiyanganutsa Nyatsondicherechedza, sedziva ini ndoyeredza Ndomira newe dhiya Hee uchandiona Ah yi hee ah hi yee Chii chakutambudza? Pfumo rangu ndosimudza Pasina anotiyanganutsa Nyatsondicherechedza, sedziva ini ndoyeredza Ndomira newe dhiya Hee uchandiona Ah yi hee ah hi yee Haiwa sango ndofura sora Mwedzi ndoturunura Gomo ndokoromora (chimhandara) Kuti uzive kuti ndiwe darlie wangu Kana sango ndofura sora Mwedzi ndoturunura Gomo ndokoromora (chimhandara) Kuti uzive kuti ndiwe darlie wangu Mbiri yekundari (nhamo) Fume ndine mabori (dhiya) Haungandishori (nhamo) Rudo kumberi (dhiya) Usandidire mari (ayee ayee yee) Ndozvinoita ndizive kuti ndiwe darlie wangu Mbiri yekundari (nhamo) Fume ndine mabori (dhiya) Haungandishori (nhamo) Rudo kumberi (dhiya) Usandidire mari (ayee ayee yee) Ndozvinoita ndizive kuti ndiwe darlie wangu Kumberi Kumberi Muchandiona Muchandiona Hmm muchandiona Haiwa sango ndofura sora Mwedzi ndoturunura Gomo ndokoromora (chimhandara) Kuti uzive kuti ndiwe darlie wangu Kana sango (sango)

Jah Prayzah의 다른 곡

Jah Prayzah →

관련 가사