Kana Ndana (feat. Zahara)
SN

Kana Ndana (feat. Zahara) 가사

장르Afrobeats
길이5:02
원문 언어SN
조회수653
Aa읽기 설정
글자 크기 18

원문 가사

SN
번역이 아직 없습니다. 원문 가사를 표시합니다.
Wakadiiko dhiya? Takaguma rinhi kuonana? Wakadiiko dhiya? Takaguma rinhi kusangana? Wakadiiko dhiya? Takaguma rinhi kusangana? Haa rudo, haa rudo Karwizi kaya kaiyeredza rudo Rwaipinda mumongo Nekamhempo kerungwanani Kainge rwiyo, chimbo cherudo Kana uriko kwauriyo Usazongofunga kuroverayo Ukagara wondirangarirawo Kanda ndichinge ndada ndendada ini Kanda ndada Kana ndichinge ndanda munhu ndada ini Kanda ndichinge ndada ndendada ini Kanda ndada Kana ndichinge ndanda munhu ndada ini Ndangangariro dzangu dzinoita ndidzengerere Zvimwe ndokuona muberevere Haiwa darly ndidhakanure haa Pachimanikire Dzangu dzinoita ndidzengerere Zvimwe ndokuona muberevere Haiwa darly ndidhakanure haa Pachimanikire Ndichanoisvitsa kuhama Wanike tavaka hukama Ndichanosiye ndarama Wanike tavaka hukama [Verse 3: Jah Prayzah/ Zahara ] Esthandwa zami? Ndanga ndati ndichakukumbira Ndobva ndangokutakura Kwausingazodzokere Ndokuda ufunge Inga zvenyu munodzikotsira Musingaringe ringe nzira Munofara chero nguva Ndokuda ufunge Ndikadanawo daira Kuri chose kwauri girly yo Girly nakupenda sana Ndikadanawo daira Kuri chose kwauri girly yo Girly nakupenda sana Youre my nest Umthunzi wami Usisihlala sami You say you love me from to the moon Kanda ndichinge ndada ndendada ini Kanda ndada Kana ndichinge ndanda munhu ndada ini Kanda ndichinge ndada ndendada ini Kanda ndada Kana ndichinge ndanda munhu ndada ini Ndichanoisvitsa kuhama Wanike tavaka hukama Ndichanosiye ndarama Wanike tavaka hukama

Jah Prayzah의 다른 곡

Jah Prayzah →

관련 가사