Mufambi

Mufambi 가사

원문 언어
조회수5
Aa읽기 설정
글자 크기 18

원문 가사

번역이 아직 없습니다. 원문 가사를 표시합니다.
Nozback is come back Yhaa i you red I you red, blazi i you red I you red Kana unezvino zviwakabata usazvisiya Zvese zvepanyika zvinouya ne time Wakawanda kayedja kutikiya Asi akazvozviona kuti waipedza time baba Waitoda kutiparadza Weichifunga kuti chikoro tichachiregedza baba Asi wakazvikorera Nekuda kwenyu mwari makapindira ishee Life inonesa kuirarama iyi Ishee ndomuudzawo kuti ndakatadzawo chii Life inonesa kuirarama iyi Upenyu wondorarama waremera ini Life life baba I life life kulee Inoda kushinga Inoda kushinga Mufambi mufambi Mufambi mufambi anete Mufambi mufambi baba Uhu Mufambi mufambi Mufambi mufambi anete Mufambi mufambi baba Uhuuyuu Aunoti ndiye wako Ndiye anokuparadza Aunoti ndiye wako Ndiye anokuparadza Aunoti ndiye wako Ndiye anokuparadza Aunoti ndiye wako Ndiye achakuparadza Ndakatozwa newakuru kubva kudhara Weichindi udza kuti life i bhora Bhora racho rino tenderera sei Iwe usina kuri pusha Ndakatozwa newakuru kubva kudhara ini Weichindi udza kuti life i vhiri iwe Vhiri racho rino tenderera sei Iwe usina kuri pusha ah Chengera ari pasaid pako Anokufadza oku torera zvino zvako Anokunakira anokufaira Oku siya watoperawo wapera Iyei yee Life life baba I life life kulee Inoda kushinga Inoda kushinga Mufambi mufambi Mufambi mufambi anete Mufambi mufambi baba Uhuu Mufambi mufambi Mufambi mufambi anete Mufambi mufambi baba Uhuyuu Aunoti ndiye wako Ndiye anokuparadza Aunoti ndiye wako Ndiye anokuparadza Aunoti ndiye wako Ndiye anokuparadza Aunoti ndiye wako Ndiye achakuparadza Kubva Ku dhara Life i bhora Sei Nozback

Nozback의 다른 곡

Nozback →

관련 가사