Mufaro
AF

Mufaro lyrics

GenreHip Hop Rap
Duration3:45
Original languageAF
Views106
AaReading settings
Text size 18

Original lyrics

AF
Translation not available yet. Showing the original lyrics.
Mwari wangu iwe Mwari wangu iwe Oohhh Vana vako iwe Vana vako iwe Tachemaaa Inga wani makati imimi You'll never be forsaken You said that I should wait here For you (God I've been waiting so long) Sometimes I feel like hamu kendenge I really hope you hear this prayer Lord I really hope I make it there I really hope you handle this pain Mwari wangu chitai yamunoda (haaa) Izwi renyu ndiro rondo vimbaaa (haaa) Pandofamba munzira ine minzwaaa Iye wotii iye wotii iye wotii Mufaro uchauya mangwanani Waka pona kangani Mwari anoziva zviri mukati Ndiye anoziva zvese Ndiye (haaa) Ndiye Ndiye (haaa) Ndiye Ndiye anoziva zvese Siya mumaoko ake Heyaaa Mwari wangu iwe Vana vako iwe Usati rasise Usati kanganwe Pa zimbabwe iwe Tachemaaa Lord are you there er er er Ndabvunza mubvunzo one one one Na rini tichi chemaaa (haaa) Tamirira mhinduro yenyu Isheee Mwari wangu chitai yamunoda (haaa) Izwi renyu ndiro rondo vimbaaa (haaa) Pandofamba munzira ine minzwaaa Iye wotii iye wotii iye wotii Mufaro uchauya mangwanani Waka pona kangani Mwari anoziva zviri mukati Ndiye anoziva zvese Ndiye (haaa) Ndiye Ndiye (haaa) Ndiye Ndiye anoziva zvese Siya mumaoko ake Heyaaa8

More from Takura

Takura →

Related lyrics