Ndichatarisa
GL

Ndichatarisa 歌词

流派Pop
原文语言GL
浏览量142
Aa阅读设置
文字大小 18

原文歌词

GL
暂时没有翻译,当前显示原文歌词。
When I'm afraid (ndinotya) When I doubt myself thinking I might stray (pandinofungidzira kuti ndarasika) There's only one place I look where I'm known by name (ndinotarisa nzvimbo imwe chete yandinozikanwa nezita) I'll walk by faith when I'm afraid (Ndinofamba nekuvimba pandinototya) Ivai neni pandofamba (be with me along the way) Nezvese zvandoita (and in all I do) Ivai maziso angu Ndione ishe (Be my eyes So I can see) Ivai wanzira yangu Ndifambe nemi (Be my way So I can walk with you) Nezvese zvandoita Bvisai zvakaipa (In all I do Remove all evil) Mutoro worema Ndinzwei (This burden is) Ndichatarisa kwamuri mwari (I will look to you God) Kana hupenyu hwangu worema (When life is heavy) Ndichatarisa (I will look to you) Oh mwari wangu Mwari wangu (oh my God, my God) Ooh Ooh Ndichatarisa (I will look to you) Oh mwari wangu (Oh my God) No I can't walk alone (Handikwanise kufamba ndoga) Can't do it all on my own (Handikwanise kuzviita ndoga) I need a guide With enough light to see the path I'm on (Ndinoda mubatsiri Ndivhenekereiwo ndione pandinofamba) I'm only human (ndingori munhu) And I've gone through it (ndapfura pakaoma) My shoulders heavy with the burdens Can I do this? (Mafudzi angu akaremerwa Ndinozvikwanisa here?) Ivai maziso angu Ndione ishe (Be my eyes So I can see) Ivai wanzira yangu Ndifambe nemi (Be my way So I can walk with you) Nezvese zvandoita Bvisai zvakaipa (In all I do Remove all evil) Mutoro worema Ndinzwei (This burden is) Ndichatarisa kwamuri mwari (I will look to you God) Kana hupenyu hwangu worema (When life is heavy) Ndichatarisa (I will look to you) Oh mwari wangu Mwari wangu (oh my God, my God) Ooh Ooh Ndichatarisa (I will look to you) Oh mwari wangu (Oh my God) Ndichatarisa kwamuri mwari (I will look to you God) Kana hupenyu hwangu worema (When life is heavy) Ndichatarisa (I will look to you) Oh mwari wangu Mwari wangu (oh my God, my God) Ooh Ooh Ndichatarisa (I will look to you) Oh mwari wangu (Oh my God)

更多 gemma griffiths

gemma griffiths →

相关歌词