Taura
SN

Taura 歌词

流派Afrobeats
时长4:21
原文语言SN
浏览量338
Aa阅读设置
文字大小 18

原文歌词

SN
暂时没有翻译,当前显示原文歌词。
Taura ndakaterera (taura) Usingataure paumire (taura) Une rudo here, chido chemwoyo? (taura) Unenge usingandirangarire (taura) Mangwana, mangwana waenda (taura) Zvaunenge usingandirangarire (taura) Mutoro wakarema kudai (taura) Usipo ndiani anganditsurire (taura) Taura ndakaterera (taura) Usingataure paumire (taura) Une rudo here, chido chemwoyo? (taura) Zvaunenge usingandirangarire (taura) Mangwana, mangwana waenda (taura) Zvaunenge usingandirangarire (taura) Mutoro wakarema kudai (taura) Usipo ndiani anganditsurire (taura) Nemwoyo wangu unorwadza Nechisuwo dhiya Ndichinge ndiri kure kure Ndiri kure newe Misodzi yangu inoyerera Nechisuwo dhiya Ndichinge ndiri kure kure Ndiri kure newe Ndimirire ndichauya Nerudo kadhiya nerudo Ndimirire ndichauya Nerudo kadhiya nerudo Inyaya yehupenyu, kushandira ramangwana (ramangwana) Inyaya yeraramo, kushandira ramangwana (ramangwana) Inyaya yehupenyu, kushandira ramangwana (ramangwana) Inyaya yepundudzo, kushandira ramangwana (ramangwana) Pandakatevera zvose zvaunotaura Seshirikadzi mudiwa ndinoyeura Rinobuda richinyura dhiya ndakatarisa Handiore mwoyo ndichingoti uchauya Pawakasvika musha wakaparara Pawakasvika, mombe rufu yorira Pawakasvika musha wakaparara Pawakasvika, mombe rufu yorira Taura ndakaterera (taura) Usingataure paumire (taura) Une rudo here, chido chemwoyo? (taura) Zvaunenge usingandirangarire (taura) Mangwana, mangwana waenda (taura) Zvaunenge usingandirangarire (taura) Mutoro wakarema kudai (taura) Usipo ndiani anganditsurire (taura) Taura ndakaterera (taura) Usingataure paumire (taura)

更多 Jah Prayzah

Jah Prayzah →

相关歌词