Kudzai Mwari
SW

Kudzai Mwari 歌词

流派Gospel / Religious
原文语言SW
浏览量1.6K
Aa阅读设置
文字大小 18

原文歌词

SW
暂时没有翻译,当前显示原文歌词。
Kudzai Mwari ndiMwari wakanaka Tendai Mwari ndiMwari anerudo Kudzai Mwari hakuna akaita saiye Ityayi Mwari wamasimba ose (ose) Imbai nziyo dzokurumbidza (zita rake) Simudzirayi mabasa Ake (anoshamisa) Jesu ndiMwari hakuna zvemumwe (zvemumwe, ndiye oga) Saka itai ruzha muchimufarira Halle hallelujah Mwari makanaka Halle hallelujah Mwari munogona Halle hallelujah (tinoda kurumbidza zita renyu Mwari) Mwari makanaka (ndimi Mwari Makanaka) Halle hallelujah (halle, halle, halle, halle) Mwari munogona (imbayi hallelujah) Halle hallelujah (ho, oh, oh, ndimi Mwari makanaka) (Imbayi hallelujah) halle hallelujah Mwari munogona (Imbayi hallelujah) halle hallelujah (hallehehe, hallelujah) Mwari makanaka (ndimi Mwari wedu makanaka) Halle hallelujah (ndimi Mwari makanaka) (Ndimi Mwari makanaka) Mwari munogona Mudiwa wemoyo wangu ndiJesu chete Mudiwa wemoyo wangu ndiJesu chete Mudiwa wemoyo wangu ndiJesu chete Mudiwa wemoyo wangu ndiJesu chete Mudiwa wemoyo wangu ndiJesu chete Mudiwa wemoyo wangu ndiJesu chete Saka makanaka (kwandiri) Makanaka (makanaka kwandiri Jesu) Ishe makanaka (makanaka kwandiri Jesu) Jeso, Jeso (yes, yes Lord) You are beautiful (Jesus You are so beautiful) You are beautiful (oh, beautiful) You are beautiful (You are beautiful Lord Jesus) Jesus, Jesus Makanaka Makanaka, makanaka Ishe makanaka Jeso, Jeso Ishe makanaka Jeso (Jeso) Jeso (Jeso) Makanaka

更多 Minister Michael Mahendere

Minister Michael Mahendere →

相关歌词