Into Yam
SN

Into Yam 歌词

专辑Buyisa
年份2000
流派Pop
时长8:29
原文语言SN
浏览量1.9K
Aa阅读设置
文字大小 18

原文歌词

SN
暂时没有翻译,当前显示原文歌词。
hello ntombazana mhoro musikana kunjani na kuwe unonzwa sei kudala ndifun' ukuthetha nawe nto nje ndiyoyika matsatse ami mazuva ano hazvidi wati kotsi ngqanda nabo benditsalatsala kugara uchinzvenga nzvenga mna ndifuna wena wedwa ndichida iwe wega ngqanda nabo benditsalatsala kugaro nzvenga nzvenga mna ndifuna wena wedwa ndichida iwe wega nditi nje ndakubona ndikati ba ndakuwona ndibethwa nguvalo ndinonzwa rufaro ndiphupha ngawe ndikwazi gama lakho ingqondo ayisebenzi pfungwa hadzichashanda qoqo hello huya mudiwa vhara mukova (vhara mukova) ndagara ndichikuda (ndagara ndichikuda) nditore ndiriwako ini ndiriwako mambo huya mudiwa nditore mudiwa ndagara ndichikuda (ndagara ndichikuda) zvese zvangu ndezvako kawuleza sondela sthandwa naba bendi chofachofa matsatsi ami mazuva ano hazvidi wati kotsi nabo benditsalatsala vari kundi ndzvenga ndzvenga ngqanda, ngqanda, ngqanda vala sthandwa val' ucango kudala ndikhumele that' into yakho thatha sthandwa thatha konke kudala ndikhumele into yam' nge yakho vala sthandwa val' ucango kudala ndikumele thath' into yakho thatha sthandwa thatha konke kudala ndikumele into yam ngeyakho huya mudiwa vhara mukova (vhara mukova) ndagara ndichikuda (ndagara ndichikuda) nditore ndiriwako ini ndiriwako mambo huya mudiwa nditore mudiwa ndagara ndichikuda zvese zvangu ndezvako mama ndicela undivuse andiva na wenaaa sohlala sisobabini ngoba uyangithanda, ngiyakuthanda zvese zvangu mudiwa ndezvako zvese zvako mudiwa ndezvangu zvese zvangu mudiwa ndezvako zvese zvako mudiwa ndezvangu into yam' ithandwa yeyakho into yakho ithandwa yeyam' into yam' ithandwa yeyakho into yakho ithandwa yeyam' zvese zvangu mudiwa ndezvako zvese zvako mudiwa ndezvangu zvese zvangu mudiwa ndezvako zvese zvako mudiwa ndezvangu

更多 Ringo

Ringo →

相关歌词